Bhebhe vokwaTumbare


Bhebhe,
Enzinda,
Tumbare wejira jena,
VaChulu chaNhave,
VaChisavase,
VaChigala nakabhanga,
VaChichengeta munongolo,
VaChilayilo chakanye ishomwe,
VaChifukijavakajidhema,
VaChilimamafunde manji,
Asaiva Tumbare,
Bwana bwomuRozvi bwaitsvamuchoto.