Kutendwa kwomwanakomana wokwaSamuriwo


Titambire Wakapiwa,
Maita veGuruuswa,\ Maita mwanangu Moyo,\ Maita Chipfuwamiti,
VaChiriritire,\
VaChireranherera.\
Waita mwana waZiriwosehwa\
Zvaitwa vaMhani,\
Maita baba wangu,\
Murume waamai vangu,\ Varere pachuru,\
Tatenda Wakapiwa.\
Zvaoneka baba wavanhu.